Domasi harisi Nhengeni Usanyeperwe, domasi harisi nhengeni. Kutsvukirira kweganda hakusi kutsvukirira kwepfungwa. Domasi harisi nhengeni nokuti rinozvichipisa kuita Machipisa chaiwo. August 15, 2016 0
DAIRAI Kankaring Shumba This is a poetic gleaning from Soul Jahlove's song "DAIRAI". Tell em say batai, chiba babababa...; Vaudze ndiriko,… May 30, 2015 0
Mangoma MBODZA kana MAZVIMBIRA Kune ngoma dzenyika dzinonaka; kozoita ngoma mbodza. Ngoma dzinonaka dzinoenda nenyika, ngoma dzisinganake dzinobanhwa nenyika; ndonyaya yengoma mbodza… January 23, 2015 0
MUDZANGA ka MUSUVA Hongu fodya inemari yaObama hobho, asi touraya vazukuru nekuti chibage chine yaObama shoma here? Kupihwa minda hazvireve kutorerwa… January 10, 2015 0
KUFUNGA kwedu kune MANGOROMERA Gore rino, 2015, udza vano fungidzira iwe! Kungomirizika kwese kwese kunge twiza, haayaas; Kusvika vabvuma wani, haumbode kuudzwa… January 5, 2015 0
DEMBA harisi NGWENA Vanofunga vodetemba zve! Dziva dziva, Ngwena ngwena; demba harisi ngwena. Usafungidzire, funga, nokuti kufungidzira handi kufunga. December 12, 2014 0